返回首页
PatichaitaMari封面

PatichaitaMari

Freeman
Patichaita Mari - Freeman Composed by:Charles Guvamatan…
💡 正在获取下载链接,约 1-3 秒后可用,请稍候…
🎵 PatichaitaMari - Freeman.mp3
📄 [ti:Patichaita Mari]
[ar:Freeman]
[al:Top Striker]
[by:]
[offset:0]
⏳ 获取歌词中…
完整歌词 PatichaitaMari - Freeman

Patichaita Mari - Freeman

Composed by:Charles Guvamatanga/Emegy Chizanga/Jordan Link Mangwiro

Slyie naOskid hkd top striker

Nhamo yakandionesa neshungu life yaisavava good

Hupenyu hwakana punchline taingouverenga mubook

Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa

Yakakura iri teacher mulife

Mangu ndichiiti 'sir' ehe yakandidzidzisa

Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi

Tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya

Ehe yakatidzidzisa

Kunge examination nhamo yandipinza muclass

Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi

Zvakadhakwa tikukanga wire azvibude nhamo yakati gadzirisa masasi

Nhamo ndikaibuda saa Calister Chapasuwa ndoipa

Bomber jacket ndoiti gara pazuva ndoitsikirira dhaza ndoita make sure

Kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa

Nguva yangu zvinji yakazova yekusuwa

Yakanditadzisa kuti ndive zvandaida kuva

Vanhu vaindisheedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu vachiti Mr very poor

Oskid gore ratichaita mari nhamo

Tichaibelievisa yakaura iri teacher mulife mangu ndichiti Sir

Ehe yakandidzidzisa

Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi

Tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya

Ehe yakatidzidzisa

Saa nhamoinesu yakati coster saka terera song ino ndichi toaster

Asi andina kubvira ndatarisa kumashure nenhamo yangu ndaingozviboaster

Zvino ndave pedyo neku escaper kuiona futi

Andichatomboda sachiremba zvino ndave nemapaper

Nhamo ndoda kuirapa senhova

Nhamo yakandionesa neshungu life yaisava

Good upenyu hwakanaka punchline taingouverenga mubook

Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa

Yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti Sir

Ehe yakandidzidzisa

Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi

Tichaibelievisa hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya

Ehe yakandidzidzisa

Kunge examination nhamo yandipinza muclass

Ehe yakandipinza chando ndikapfeka jazi

Zvakadhakwa tikukanga wire hazvibude nhamo yakatigadzirisa masasi

Nhamo ndikaibuda saCalister Chapasuwa ndoipa bomber jacket ndoti gara pazuva

Ndoitsikirira dhaza ndoita make sure kana kuipa zvibhakera kunge Martin Nzuwa

Nguva yangu zhinji yakazova yekusuwa yakanfitadzisa kuti ndive zvandaida kuva

Vanhu vaindishedza vainditumidza kamwe kazita kechirungu kekuti Mr very poor

Oskid gore ratichaita mari nhamo tichaibelievisa

Yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti Sir

Ehe yakandidzidzisa

Ehe maghetto youths takakurira munhamo asi tichaibelievisa

Hobho zvinhu zvandakadzidza nekuda kwekushaya

Oskid gore ratichaita mari mari mari

Yakakura iri teacher mulife mangu ndichiiti Sir ndichiiti Sir

🔍 网友刚刚搜索了 青花瓷
🔍 网友刚刚搜索了 年少有为
🔍 网友刚刚搜索了 错位时空
相关专题
F
Freeman 歌曲合集
歌手:Freeman · 最新热门单曲MP3免费下载
查看全部
热门推荐 更多 >
加入微信群
二维码
长按识别二维码,加入交流群